Mateu 12:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Vana venyoka,+ munogona sei kutaura zvinhu zvakanaka, asi imi makaipa?+ Nokuti muromo unotaura zvinobva pazvizhinji zviri mumwoyo.+ Mako 7:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Hapana chinhu chinobva kunze kwomunhu chinopinda maari chinogona kumusvibisa; asi zvinhu zvinobuda mumunhu ndizvo zvinosvibisa munhu.”+ VaEfeso 4:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Shoko rakaora ngarirege kubuda mumuromo menyu,+ asi shoko chero ripi zvaro rakanaka, kuti rivake sezvingava zvichidiwa, kuti ripe zvinofadza kune vanonzwa.+ 1 Timoti 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chikonzero cheizvi ndechokuti zvisikwa zvose zvaMwari zvakanaka kwazvo,+ uye hapana chinofanira kurambwa+ kana chichigamuchirwa nokuonga,+ Jakobho 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Naizvozvo, rurimi moto.+ Rurimi rwakafanana nenyika izere nezvinhu zvisina kururama pakati penhengo dzedu, nokuti runosvibisa muviri wose+ rwopisa mararamiro enguva dzose uye irwo rwozopiswa neGehena.
34 Vana venyoka,+ munogona sei kutaura zvinhu zvakanaka, asi imi makaipa?+ Nokuti muromo unotaura zvinobva pazvizhinji zviri mumwoyo.+
15 Hapana chinhu chinobva kunze kwomunhu chinopinda maari chinogona kumusvibisa; asi zvinhu zvinobuda mumunhu ndizvo zvinosvibisa munhu.”+
29 Shoko rakaora ngarirege kubuda mumuromo menyu,+ asi shoko chero ripi zvaro rakanaka, kuti rivake sezvingava zvichidiwa, kuti ripe zvinofadza kune vanonzwa.+
4 Chikonzero cheizvi ndechokuti zvisikwa zvose zvaMwari zvakanaka kwazvo,+ uye hapana chinofanira kurambwa+ kana chichigamuchirwa nokuonga,+
6 Naizvozvo, rurimi moto.+ Rurimi rwakafanana nenyika izere nezvinhu zvisina kururama pakati penhengo dzedu, nokuti runosvibisa muviri wose+ rwopisa mararamiro enguva dzose uye irwo rwozopiswa neGehena.