Isaya 40:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Uswa hwakasvibirira hwaoma, ruva raoma,+ nokuti mhepo yokufema yaJehovha icharifuridza.+ Chokwadi vanhu uswa hwakasvibirira.+ Isaya 51:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Ini—ndini ndiri kukunyaradzai.+ “Ndiwe ani kuti utye munhuwo zvake achafa,+ uye mwanakomana wevanhu achaitwa souswa hwakasvibirira?+
7 Uswa hwakasvibirira hwaoma, ruva raoma,+ nokuti mhepo yokufema yaJehovha icharifuridza.+ Chokwadi vanhu uswa hwakasvibirira.+
12 “Ini—ndini ndiri kukunyaradzai.+ “Ndiwe ani kuti utye munhuwo zvake achafa,+ uye mwanakomana wevanhu achaitwa souswa hwakasvibirira?+