RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 90:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Makavakukura;+ ivo vanova sehopewo zvadzo;+

      Mangwanani vakaita souswa hwakasvibirira hunochinja.+

  • Pisarema 103:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Kana ari munhuwo zvake, mazuva ake akaita seaya ouswa hwakasvibirira;+

      Anotumbuka sezvinoita ruva romusango.+

  • Isaya 40:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Teererai! Mumwe munhu ati: “Shevedzera!”+ Uye mumwe akati: “Ndoshevedzerei?”

      “Vanhu vose uswa hwakasvibirira, uye mutsa wavo worudo wose wakaita seruva rokusango.+

  • 1 Petro 1:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Nokuti “vanhu vose vakaita souswa, uye runako rwavo rwose rwakaita seruva rouswa;+ uswa hunooma, uye ruva rinowira pasi,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe