VaHebheru 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo, ngatiswederei+ norusununguko rwokutaura+ kuchigaro choumambo chomutsa usina kukodzera kuwanwa, kuti tinzwirwe ngoni uye tiitirwe mutsa usina kukodzera kuwanwa kuti tibatsirwe panguva yakakodzera.+ 1 Johani 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+
16 Naizvozvo, ngatiswederei+ norusununguko rwokutaura+ kuchigaro choumambo chomutsa usina kukodzera kuwanwa, kuti tinzwirwe ngoni uye tiitirwe mutsa usina kukodzera kuwanwa kuti tibatsirwe panguva yakakodzera.+
14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+