Johani 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Nokuti Mwari akada+ nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wose anotenda+ maari arege kuparadzwa+ asi ave noupenyu husingaperi.+ VaRoma 5:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Kuti zvidini? Kuti chivi norufu zvazvakava mambo,+ mutsa usina kukodzera kuwanwa+ uvewo mambo nokuda kwokururama kuti pave noupenyu husingaperi+ nokuna Jesu Kristu Ishe wedu. VaRoma 8:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Iye asina kunyange kuramba noMwanakomana wake+ asi akamupa nokuda kwedu tose,+ angaregerereiko kutipawo zvimwe zvinhu zvose pamwe naye?+ 1 Johani 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Uhwu ndihwo uchapupu hwakapiwa, hwokuti Mwari akatipa upenyu husingaperi,+ uye upenyu uhwu huri muMwanakomana wake.+
16 “Nokuti Mwari akada+ nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wose anotenda+ maari arege kuparadzwa+ asi ave noupenyu husingaperi.+
21 Kuti zvidini? Kuti chivi norufu zvazvakava mambo,+ mutsa usina kukodzera kuwanwa+ uvewo mambo nokuda kwokururama kuti pave noupenyu husingaperi+ nokuna Jesu Kristu Ishe wedu.
32 Iye asina kunyange kuramba noMwanakomana wake+ asi akamupa nokuda kwedu tose,+ angaregerereiko kutipawo zvimwe zvinhu zvose pamwe naye?+
11 Uhwu ndihwo uchapupu hwakapiwa, hwokuti Mwari akatipa upenyu husingaperi,+ uye upenyu uhwu huri muMwanakomana wake.+