Johani 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvisinei, akapa vazhinji vakamugamuchira+ kodzero yokuva vana vaMwari,+ nokuti vakanga vachitenda muzita rake;+ Johani 12:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Zvisinei, Jesu akashevedzera, akati: “Anotenda mandiri haatendi mandiri chete, asi muna iyewo akandituma;+ VaEfeso 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ishe mumwe chete,+ kutenda kumwe chete,+ rubhabhatidzo rumwe chete;+ VaFiripi 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 nokuti imi makapiwa ropafadzo nokuda kwaKristu, kwete kuti mutende+ maari chete, asiwo kuti mutambure+ nokuda kwake. 2 Timoti 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene, zvinokwanisa kuita kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso+ uchishandisa kutenda muna Kristu Jesu.+
12 Zvisinei, akapa vazhinji vakamugamuchira+ kodzero yokuva vana vaMwari,+ nokuti vakanga vachitenda muzita rake;+
44 Zvisinei, Jesu akashevedzera, akati: “Anotenda mandiri haatendi mandiri chete, asi muna iyewo akandituma;+
29 nokuti imi makapiwa ropafadzo nokuda kwaKristu, kwete kuti mutende+ maari chete, asiwo kuti mutambure+ nokuda kwake.
15 uye kuti kubvira paucheche+ wakaziva zvinyorwa zvitsvene, zvinokwanisa kuita kuti uve akachenjera kuti uwane ruponeso+ uchishandisa kutenda muna Kristu Jesu.+