VaRoma 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Izvozvo ngazvirege kumboitika! Asi Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi,+ kunyange zvazvo vanhu vose vangawanikwa vari varevi venhema,+ sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuti muve akarurama mumashoko enyu uye mukunde pamhosva inenge ichitongwa.”+ 1 Johani 5:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Munhu anotenda muMwanakomana waMwari ane uchapupu+ hwaakapiwa. Munhu asingatendi muna Mwari anenge amuita murevi wenhema,+ nokuti haana kutenda uchapupu hwakapiwa,+ uhwo Mwari sechapupu+ akapa pamusoro poMwanakomana wake.
4 Izvozvo ngazvirege kumboitika! Asi Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi,+ kunyange zvazvo vanhu vose vangawanikwa vari varevi venhema,+ sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuti muve akarurama mumashoko enyu uye mukunde pamhosva inenge ichitongwa.”+
10 Munhu anotenda muMwanakomana waMwari ane uchapupu+ hwaakapiwa. Munhu asingatendi muna Mwari anenge amuita murevi wenhema,+ nokuti haana kutenda uchapupu hwakapiwa,+ uhwo Mwari sechapupu+ akapa pamusoro poMwanakomana wake.