Johani 17:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Baba Vakarurama,+ chokwadi, nyika haina kusvika pakukuzivai;+ asi ini ndakasvika pakukuzivai, uye ava vakasvika pakuziva kuti makandituma.+
25 Baba Vakarurama,+ chokwadi, nyika haina kusvika pakukuzivai;+ asi ini ndakasvika pakukuzivai, uye ava vakasvika pakuziva kuti makandituma.+