1 VaKorinde 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+ 1 Timoti 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 zvifeve,+ varume vanorara nevarume, vanoba vanhu, vanoreva nhema, vanopika zvenhema,+ uye zvinhu zvose zvinopesana+ nokudzidzisa kunopa utano+ Judha 7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Saizvozvowo Sodhoma neGomora nemaguta akanga akaapoteredza,+ pashure pokunge aita ufeve zvakanyanyisa uye atsvaka kufadza nyama kusiri kwomusikirwo+ sezvakaita ngirozi dzataurwa, anoiswa pamberi pedu somuenzaniso unonyevera+ nokutongwa kwawo achirangwa nomoto usingaperi.+
9 Chii! Hamuzivi here kuti vanhu vasina kururama havazogari nhaka youmambo hwaMwari?+ Musatsauswa. Zvifeve,+ kana vanonamata zvidhori,+ kana mhombwe,+ kana varume vanochengeterwa kuita zvinhu zvisiri zvomusikirwo,+ kana varume vanorara nevarume,+
10 zvifeve,+ varume vanorara nevarume, vanoba vanhu, vanoreva nhema, vanopika zvenhema,+ uye zvinhu zvose zvinopesana+ nokudzidzisa kunopa utano+
7 Saizvozvowo Sodhoma neGomora nemaguta akanga akaapoteredza,+ pashure pokunge aita ufeve zvakanyanyisa uye atsvaka kufadza nyama kusiri kwomusikirwo+ sezvakaita ngirozi dzataurwa, anoiswa pamberi pedu somuenzaniso unonyevera+ nokutongwa kwawo achirangwa nomoto usingaperi.+