2 Samueri 7:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mazuva ako paanokwana,+ paucharara nemadzitateguru ako,+ ndichamutsa mwana wako anokutevera, achabuda mukati mako; uye chokwadi ndichasimbisa umambo hwake kwazvo.+ Zvakazarurwa 22:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “‘Ini, Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikupupurirei pamusoro pezvinhu izvi nokuda kweungano. Ndini mudzi+ nomwana+ waDhavhidhi, uye nyamasase.’”+
12 Mazuva ako paanokwana,+ paucharara nemadzitateguru ako,+ ndichamutsa mwana wako anokutevera, achabuda mukati mako; uye chokwadi ndichasimbisa umambo hwake kwazvo.+
16 “‘Ini, Jesu, ndakatuma ngirozi yangu kuti ikupupurirei pamusoro pezvinhu izvi nokuda kweungano. Ndini mudzi+ nomwana+ waDhavhidhi, uye nyamasase.’”+