Isaya 11:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino pazuva iroro+ pachava nomudzi waJese+ unenge wakamira sechiratidzo nokuda kwevanhu.+ Marudzi achaenda kwaari achibvunza,+ uye nzvimbo yake yokuzororera ichakudzwa.+ Zvakazarurwa 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi mumwe wevakuru akati kwandiri: “Rega kusvimha misodzi. Tarira! Shumba yokudzinza raJudha,+ mudzi+ waDhavhidhi,+ yakakunda+ kuti ivhure mupumburu nezvisimbiso zvawo zvinomwe.”
10 Zvino pazuva iroro+ pachava nomudzi waJese+ unenge wakamira sechiratidzo nokuda kwevanhu.+ Marudzi achaenda kwaari achibvunza,+ uye nzvimbo yake yokuzororera ichakudzwa.+
5 Asi mumwe wevakuru akati kwandiri: “Rega kusvimha misodzi. Tarira! Shumba yokudzinza raJudha,+ mudzi+ waDhavhidhi,+ yakakunda+ kuti ivhure mupumburu nezvisimbiso zvawo zvinomwe.”