Ruka 12:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 “Musatya,+ imi boka duku,+ nokuti Baba venyu vakabvumira kukupai umambo.+ Ruka 22:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 uye ndinoita sungano nemi, sokuita sungano+ youmambo+ neni kwakaita Baba vangu, VaHebheru 12:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Saka, zvatichagamuchira umambo husingazununguswi,+ ngatirambei tiine mutsa usina kukodzera kuwanwa, uyo watingaitira nawo Mwari basa dzvene zvinogamuchirika nokumutya nokumuremekedza.+
28 Saka, zvatichagamuchira umambo husingazununguswi,+ ngatirambei tiine mutsa usina kukodzera kuwanwa, uyo watingaitira nawo Mwari basa dzvene zvinogamuchirika nokumutya nokumuremekedza.+