Mateu 24:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Iye achatuma ngirozi dzake nokurira kukuru kwebhosvo,+ uye dzichaunganidza vakasarudzwa vake+ vachibva kumhepo ina,+ kubvira kumugumo mumwe wematenga kusvikira kune mumwe mugumo wao. Zvakazarurwa 9:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Dzakaudzwa kuti dzirege kukuvadza zvinomera zvepanyika kana zvinhu zvose zvakasvibirira kana muti chero upi zvawo, asi vanhu vaya chete vasina chisimbiso chaMwari pahuma dzavo.+
31 Iye achatuma ngirozi dzake nokurira kukuru kwebhosvo,+ uye dzichaunganidza vakasarudzwa vake+ vachibva kumhepo ina,+ kubvira kumugumo mumwe wematenga kusvikira kune mumwe mugumo wao.
4 Dzakaudzwa kuti dzirege kukuvadza zvinomera zvepanyika kana zvinhu zvose zvakasvibirira kana muti chero upi zvawo, asi vanhu vaya chete vasina chisimbiso chaMwari pahuma dzavo.+