Isaya 14:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Haiwa wawa sei kudenga,+ iwe anopenya, mwanakomana wemambakwedza! Warigirwa sei pasi,+ iwe waipedza marudzi simba!+ Ruka 10:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Iye akati kwavari: “Ndatotanga kuona Satani atowa+ semheni achibva kudenga. 2 VaKorinde 11:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo hazvishamisi, nokuti Satani anoramba achizvichinja kuva ngirozi yechiedza.+
12 “Haiwa wawa sei kudenga,+ iwe anopenya, mwanakomana wemambakwedza! Warigirwa sei pasi,+ iwe waipedza marudzi simba!+