RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 12:31
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 31 Zvino pane kutongwa kwenyika ino; zvino mutongi wenyika ino+ achadzingwa.+

  • Johani 16:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 uyewo pamusoro pokutonga,+ nokuti mutongi wenyika ino atongwa.+

  • VaHebheru 2:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo, “vana vaduku” vacho zvavanogoverana ropa nenyama, saizvozvowo iye akagovana navo zvinhu izvozvo,+ kuti norufu rwake+ aparadze+ uyo ane simba rokukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi;+

  • Zvakazarurwa 12:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 asi haina kukunda, uyewo nzvimbo yavo haina kuzombowanikazve kudenga.

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe