Zvakazarurwa 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Chakapiwa muromo waitaura zvinhu zvikuru+ nokumhura,+ uye chakapiwa simba rokushanda kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+
5 Chakapiwa muromo waitaura zvinhu zvikuru+ nokumhura,+ uye chakapiwa simba rokushanda kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+