Ruka 10:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Iye akati kwavari: “Ndatotanga kuona Satani atowa+ semheni achibva kudenga. Zvakazarurwa 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino dhiragoni payakaona kuti yakandwa panyika,+ yakatambudza mukadzi+ uya akasununguka mwanakomana.
13 Zvino dhiragoni payakaona kuti yakandwa panyika,+ yakatambudza mukadzi+ uya akasununguka mwanakomana.