RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 16:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Nokuti munhu wose anoda kuponesa mweya wake acharasikirwa nawo; asi munhu wose anorasikirwa nomweya wake nokuda kwangu achauwana.+

  • Ruka 14:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 “Kana munhu akauya kwandiri, akasavenga baba vake naamai nomudzimai nevana nevanun’una nehanzvadzi, chokwadi, kunyange mweya wake,+ haangavi mudzidzi wangu.+

  • Mabasa 20:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Kunyange zvakadaro, handioni mweya wangu sounokosha kwandiri,+ kudai ndikangopedza basa rangu+ noushumiri+ hwaShe Jesu hwandakagamuchira,+ kuti ndipupurire kwazvo mashoko akanaka omutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe