VaHebheru 13:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokudaro Jesuwo akatamburira kunze kwegedhi,+ kuti atsvenese+ vanhu neropa rake.+ Zvakazarurwa 22:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kunze ndiko kune imbwa+ nevaya vane tsika yokuita zvemidzimu+ nezvifeve+ nemhondi nevanonamata zvidhori nomunhu wose anoda nhema uye anoramba achireva nhema.’+
15 Kunze ndiko kune imbwa+ nevaya vane tsika yokuita zvemidzimu+ nezvifeve+ nemhondi nevanonamata zvidhori nomunhu wose anoda nhema uye anoramba achireva nhema.’+