RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 51:48
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 48 “Matenga nenyika nezvose zviri mazviri zvichashevedzera nomufaro pamusoro peBhabhironi,+ nokuti vapambi vachauya kwariri vachibva kuchamhembe,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.

  • Zvakazarurwa 12:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Saka farai, imi matenga nemi munogara maari!+ Mune nhamo+ imi nyika negungwa,+ nokuti Dhiyabhorosi aburuka kwamuri, akatsamwa kwazvo, achiziva kuti ane nguva pfupi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe