Dhanieri 8:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Akati kwandiri: “Tarira ndiri kukuzivisa zvichaitika pakuguma kwokutsamwirwa, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokuguma.+ Mika 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo+ reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo, richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi achadirana achienda kwariri.+ Mateu 24:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Chokwadi ndinoti kwamuri chizvarwa chino+ hachizombopfuuri kusvikira zvinhu zvose izvi zvaitika. VaRoma 16:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Mwari anopa rugare+ achakurumidza kupwanya Satani+ pasi petsoka dzenyu. Mutsa usina kukodzera kuwanwa waShe wedu Jesu ngauve nemi.+ 2 Timoti 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi ziva izvi, kuti mumazuva okupedzisira+ nguva dzinonetsa dzakaoma kubata nadzo dzichasvika.+ 2 Petro 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kutanga munoziva izvi, kuti mumazuva okupedzisira+ vaseki+ vachauya nokuseka kwavo, vachiita maererano nokuchiva kwavo,+
19 Akati kwandiri: “Tarira ndiri kukuzivisa zvichaitika pakuguma kwokutsamwirwa, nokuti ndezvenguva yakatarwa yokuguma.+
4 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo+ reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo, richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi achadirana achienda kwariri.+
20 Zvino Mwari anopa rugare+ achakurumidza kupwanya Satani+ pasi petsoka dzenyu. Mutsa usina kukodzera kuwanwa waShe wedu Jesu ngauve nemi.+
3 Nokuti kutanga munoziva izvi, kuti mumazuva okupedzisira+ vaseki+ vachauya nokuseka kwavo, vachiita maererano nokuchiva kwavo,+