Pisarema 78:40, 41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Vaimupandukira kakawanda murenje+Uye vaimurwadzisa mugwenga.+ 41 Vaingoramba vachiedza Mwari,+Uye vairwadzisa Mutsvene waIsraeri.
40 Vaimupandukira kakawanda murenje+Uye vaimurwadzisa mugwenga.+ 41 Vaingoramba vachiedza Mwari,+Uye vairwadzisa Mutsvene waIsraeri.