RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 63:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mweya wake mutsvene.+

      Iye akabva achinja akava muvengi wavo,+

      Uye akavarwisa.+

  • VaEfeso 4:30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 Uyewo musarwadzisa* mweya mutsvene waMwari,+ wamakaiswa nawo chisimbiso*+ muchimirira zuva ramuchasunungurwa nerudzikinuro.+

  • VaHebheru 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Nekuti ndivanaani vakanzwa asi vakaita kuti ashatirwe zvikuru? Havasi vese vaya vakabuda muIjipiti vachitungamirirwa naMozisi here?+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe