RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 24:37-39
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Nekuti sezvakanga zvakaita mazuva aNoa,+ ndizvo zvazvichaitawo pakuvapo* kweMwanakomana wemunhu.+ 38 Nekuti sezvavaiita mumazuva iwayo Mafashamo asati auya, vaidya nekunwa, varume vachiroora nevakadzi vachiroorwa, kusvikira zuva rakapinda Noa muareka,+ 39 vasingacherechedzi kusvikira Mafashamo auya akavakukura vese,+ ndizvo zvichaitikawo pakuvapo kweMwanakomana wemunhu.

  • 2 Petro 2:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Haanawo kurega kuranga nyika yekare,+ asi akachengeta Noa muparidzi wekururama+ ari mupenyu, nevamwe vanomwe,+ paakaunza mafashamo panyika yevanhu vakanga vasingadi Mwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe