RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 7:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Saka Noa, nevanakomana vake, nemudzimai wake, nemadzimai evanakomana vake, vakapinda muareka mafashamo asati auya.+

  • VaHebheru 11:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Nekutenda, Noa+ paakayambirwa naMwari nezvezvinhu zvakanga zvisati zvaonekwa,+ akaratidza kutya Mwari, akavaka areka+ kuti aponese imba yake; uye nekutenda uku akapa nyika mhosva,+ akava mugari wenhaka yekururama kunobva pakutenda.

  • 1 Petro 3:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Akabva aenda akanoparidza kumweya yaiva mujeri,+ 20 iyo yakanga isingateereri, Mwari paakanga achimirira nemwoyo murefu mumazuva aNoa,+ areka ichivakwa,+ iyo yakatakura vanhu vashoma, ivo vanhu 8, vachibva vapona* mumvura.+

  • 2 Petro 2:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Haanawo kurega kuranga nyika yekare,+ asi akachengeta Noa muparidzi wekururama+ ari mupenyu, nevamwe vanomwe,+ paakaunza mafashamo panyika yevanhu vakanga vasingadi Mwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe