Genesisi 29:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Saka Reya akava nepamuviri akabereka mwanakomana akamutumidza kuti Rubheni,*+ achiti: “Nekuti Jehovha aona kutambudzika kwangu,+ pakuti iye zvino murume wangu achatanga kundida.” Eksodho 6:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ava ndivo vakuru veimba yemadzibaba avo: Vanakomana vaRubheni, dangwe raIsraeri,+ vaiva Hanoki, Paru, Hezroni, naKami.+ Idzi ndidzo mhuri dzaRubheni. 1 Makoronike 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ava ndivo vanakomana vaRubheni,+ dangwe raIsraeri. Ndiye aiva dangwe, asi nemhaka yekuti akasvibisa* mubhedha wababa vake,+ udangwe hwake hwakapiwa vanakomana vaJosefa+ mwanakomana waIsraeri, saka haana kunyorwa sedangwe pamazita emhuri yavo.
32 Saka Reya akava nepamuviri akabereka mwanakomana akamutumidza kuti Rubheni,*+ achiti: “Nekuti Jehovha aona kutambudzika kwangu,+ pakuti iye zvino murume wangu achatanga kundida.”
14 Ava ndivo vakuru veimba yemadzibaba avo: Vanakomana vaRubheni, dangwe raIsraeri,+ vaiva Hanoki, Paru, Hezroni, naKami.+ Idzi ndidzo mhuri dzaRubheni.
5 Ava ndivo vanakomana vaRubheni,+ dangwe raIsraeri. Ndiye aiva dangwe, asi nemhaka yekuti akasvibisa* mubhedha wababa vake,+ udangwe hwake hwakapiwa vanakomana vaJosefa+ mwanakomana waIsraeri, saka haana kunyorwa sedangwe pamazita emhuri yavo.