-
Genesisi 49:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 “Rubheni,+ ndiwe dangwe rangu,+ simba rangu nekutanga kwesimba rangu rekubereka, mukuru pakukudzwa uye mukuru pakuva nesimba. 4 Nekusazvidzora kwako semvura ine simba isina kugadzikana, wakakwira pamubhedha wababa vako,+ saka hausi kuzova mukuru. Pawakadaro wakasvibisa mubhedha wangu. Chokwadi kukwira pauri here!
-