Genesisi 7:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka Noa, nevanakomana vake, nemudzimai wake, nemadzimai evanakomana vake, vakapinda muareka mafashamo asati auya.+ 1 Petro 3:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 iyo yakanga isingateereri, Mwari paakanga achimirira nemwoyo murefu mumazuva aNoa,+ areka ichivakwa,+ iyo yakatakura vanhu vashoma, ivo vanhu 8, vachibva vapona* mumvura.+ 2 Petro 2:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Haanawo kurega kuranga nyika yekare,+ asi akachengeta Noa muparidzi wekururama+ ari mupenyu, nevamwe vanomwe,+ paakaunza mafashamo panyika yevanhu vakanga vasingadi Mwari.+
7 Saka Noa, nevanakomana vake, nemudzimai wake, nemadzimai evanakomana vake, vakapinda muareka mafashamo asati auya.+
20 iyo yakanga isingateereri, Mwari paakanga achimirira nemwoyo murefu mumazuva aNoa,+ areka ichivakwa,+ iyo yakatakura vanhu vashoma, ivo vanhu 8, vachibva vapona* mumvura.+
5 Haanawo kurega kuranga nyika yekare,+ asi akachengeta Noa muparidzi wekururama+ ari mupenyu, nevamwe vanomwe,+ paakaunza mafashamo panyika yevanhu vakanga vasingadi Mwari.+