Jona 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka Jona akasimuka akaenda kuNinivhi+ sezvaakanga audzwa naJehovha.+ Zvino Ninivhi yaiva guta rakakura chaizvo,* raitoda mazuva matatu kuti ufambe kusvika kwaraiperera. Mateu 12:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Vanhu vekuNinivhi vachamuka pakutongwa nechizvarwa chino uye vachachipa mhosva, nekuti vakapfidza zvivi zvavo pavakaparidzirwa naJona.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Jona ari pano.+
3 Saka Jona akasimuka akaenda kuNinivhi+ sezvaakanga audzwa naJehovha.+ Zvino Ninivhi yaiva guta rakakura chaizvo,* raitoda mazuva matatu kuti ufambe kusvika kwaraiperera.
41 Vanhu vekuNinivhi vachamuka pakutongwa nechizvarwa chino uye vachachipa mhosva, nekuti vakapfidza zvivi zvavo pavakaparidzirwa naJona.+ Asi onai! mumwe munhu anopfuura Jona ari pano.+