Genesisi 22:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akabva ati: “Ndinokumbirawo kuti utore mwanakomana wako,+ mwanakomana wako mumwe chete waunoda kwazvo, Isaka,+ uende kunyika yeMoriya,+ umupe sechibayiro chinopiswa ikoko pane rimwe gomo randichakusarudzira.” Mateu 1:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Bhuku renhoroondo yaJesu* Kristu,* mwanakomana waDhavhidhi,+ mwanakomana waAbrahamu:+ 2 Abrahamu akabereka Isaka;+Isaka akabereka Jakobho;+Jakobho akabereka Judha+ nevakoma nevanin’ina vake;
2 Akabva ati: “Ndinokumbirawo kuti utore mwanakomana wako,+ mwanakomana wako mumwe chete waunoda kwazvo, Isaka,+ uende kunyika yeMoriya,+ umupe sechibayiro chinopiswa ikoko pane rimwe gomo randichakusarudzira.”
1 Bhuku renhoroondo yaJesu* Kristu,* mwanakomana waDhavhidhi,+ mwanakomana waAbrahamu:+ 2 Abrahamu akabereka Isaka;+Isaka akabereka Jakobho;+Jakobho akabereka Judha+ nevakoma nevanin’ina vake;