Genesisi 27:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ribheka akati kuna Jakobho mwanakomana wake:+ “Ndanzwa baba vako vachitaura naIsau mukoma wako, vachiti, 7 ‘Ndiunzire nyama yemhuka undigadzirire zvekudya zvinonaka, ndidye, kuti ndikukomborere pamberi paJehovha ndisati ndafa.’+ Genesisi 27:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Pashure paizvozvo, Ribheka akanga ava kugara achiti kuna Isaka: “Upenyu hwangu huri kundisemesa nemhaka yevanasikana vaHeti.+ Kana zvikaitika kuti Jakobho anotora mudzimai akaita sevanasikana vaHeti ava vemunyika ino, ndichararamirei?”+
6 Ribheka akati kuna Jakobho mwanakomana wake:+ “Ndanzwa baba vako vachitaura naIsau mukoma wako, vachiti, 7 ‘Ndiunzire nyama yemhuka undigadzirire zvekudya zvinonaka, ndidye, kuti ndikukomborere pamberi paJehovha ndisati ndafa.’+
46 Pashure paizvozvo, Ribheka akanga ava kugara achiti kuna Isaka: “Upenyu hwangu huri kundisemesa nemhaka yevanasikana vaHeti.+ Kana zvikaitika kuti Jakobho anotora mudzimai akaita sevanasikana vaHeti ava vemunyika ino, ndichararamirei?”+