VaHebheru 11:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekutenda, akagara semutorwa munyika yaakanga avimbiswa, achiita seasiri munyika yake,+ achigara mumatende+ pamwe chete naIsaka naJakobho, avo vaizogarawo nhaka iyoyo yaakavimbiswa.+
9 Nekutenda, akagara semutorwa munyika yaakanga avimbiswa, achiita seasiri munyika yake,+ achigara mumatende+ pamwe chete naIsaka naJakobho, avo vaizogarawo nhaka iyoyo yaakavimbiswa.+