Genesisi 17:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndichaita kuti ubereke kwazvo, uye ndichaita kuti uve marudzi, uye madzimambo achabuda mauri.+ Genesisi 26:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Gara munyika ino semutorwa,+ uye ndicharamba ndiinewe, ndichikukomborera nekuti ndichapa iwe nemwana* wako nyika dzese idzi,+ uye ndichazadzisa zvandakapikira baba vako Abrahamu ndichiti:+ Genesisi 28:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye akatarisa akaona Jehovha akamira pamusoro pawo, achibva ati: “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichapa iwe nemwana*+ wako nyika yaurere pairi.
3 Gara munyika ino semutorwa,+ uye ndicharamba ndiinewe, ndichikukomborera nekuti ndichapa iwe nemwana* wako nyika dzese idzi,+ uye ndichazadzisa zvandakapikira baba vako Abrahamu ndichiti:+
13 Uye akatarisa akaona Jehovha akamira pamusoro pawo, achibva ati: “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichapa iwe nemwana*+ wako nyika yaurere pairi.