Genesisi 25:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uye Jehovha akati kwaari: “Mudumbu mako mune marudzi maviri,+ uye marudzi maviri achaparadzaniswa achibva mauri;+ rumwe rudzi ruchava nesimba kupfuura rumwe,+ uye mukuru achashandira mudiki.”+ Genesisi 25:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Munin’ina wake akazobuda uye ruoko rwake rwakanga rwakabata chitsitsinho chaIsau,+ saka akamutumidza kuti Jakobho.*+ Pavakaberekwa, Isaka akanga ava nemakore 60.
23 Uye Jehovha akati kwaari: “Mudumbu mako mune marudzi maviri,+ uye marudzi maviri achaparadzaniswa achibva mauri;+ rumwe rudzi ruchava nesimba kupfuura rumwe,+ uye mukuru achashandira mudiki.”+
26 Munin’ina wake akazobuda uye ruoko rwake rwakanga rwakabata chitsitsinho chaIsau,+ saka akamutumidza kuti Jakobho.*+ Pavakaberekwa, Isaka akanga ava nemakore 60.