RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 31:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Jehovha akazoti kuna Jakobho: “Dzokera kunyika yemadzibaba ako nekuhama dzako,+ uye ndicharamba ndiinewe.”

  • Numeri 23:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Mwari haasi munhuwo zvake anotaura nhema,+

      Uye haana kufanana nemwanakomana wemunhu anochinja pfungwa.*+

      Kana akataura chimwe chinhu, angarega kuchiita here?

      Kana akataura, anotadza kuzvizadzisa here?+

  • Joshua 23:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “Inzwai! Ndava pedyo nekufa,* uye munonyatsoziva nemwoyo yenyu yese nemweya* yenyu yese kuti pane zvese zvamakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu hapana kana shoko rimwe chete rakakundikana. Zvese zvakaitika muchizviona. Hapana kana shoko rimwe chete pavimbiso idzodzo rakakundikana.+

  • VaHebheru 6:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 kuti kuburikidza nezvinhu zviviri zvisingachinji, zvisingabviri kuti Mwari areve nhema nezvazvo,+ isu takatizira kunzvimbo yekupotera tikurudzirwe zvikuru kuti tibatisise tariro yakaiswa pamberi pedu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe