Genesisi 28:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ndinewe, uye ndichakuchengetedza kwese kwaunoenda, uye ndichakudzosa kunyika ino.+ Handisi kuzokusiya kusvikira ndaita zvandakuvimbisa.”+ Genesisi 32:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Pashure paizvozvo Jakobho akati: “Haiwa Mwari wababa vangu Abrahamu naMwari wababa vangu Isaka, haiwa Jehovha, imi muri kundiudza kuti, ‘Dzokera kunyika yako nekuhama dzako, uye ndichakuitira zvakanaka,’+ Genesisi 35:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Jakobho akazosvika kuna baba vake Isaka kuMamre,+ iri kuKiriyati-abha, kureva Hebroni, kwakambogarwa naAbrahamu kukazogarwawo naIsaka vari vatorwa.+
15 Ndinewe, uye ndichakuchengetedza kwese kwaunoenda, uye ndichakudzosa kunyika ino.+ Handisi kuzokusiya kusvikira ndaita zvandakuvimbisa.”+
9 Pashure paizvozvo Jakobho akati: “Haiwa Mwari wababa vangu Abrahamu naMwari wababa vangu Isaka, haiwa Jehovha, imi muri kundiudza kuti, ‘Dzokera kunyika yako nekuhama dzako, uye ndichakuitira zvakanaka,’+
27 Jakobho akazosvika kuna baba vake Isaka kuMamre,+ iri kuKiriyati-abha, kureva Hebroni, kwakambogarwa naAbrahamu kukazogarwawo naIsaka vari vatorwa.+