RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 25:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Finiyasi+ mwanakomana waEriyezari mwanakomana wemupristi Aroni paakazviona, akabva asimuka pakati peungano akabata pfumo.

  • Numeri 31:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Mozisi akabva avatuma kuhondo, varume 1 000 vachibva mudzinza rimwe nerimwe, pamwe naFiniyasi+ mupristi weuto, mwanakomana waEriyezari, akabata midziyo mitsvene nemabhosvo+ ekushevedzera nawo.

  • Joshua 22:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Saka Finiyasi mwanakomana wemupristi Eriyezari akati kuvanhu vekwaRubheni, vekwaGadhi, nevekwaManase: “Nhasi tinoziva kuti Jehovha ari pakati pedu, nekuti hamuna kuita chinhu chisina kutendeka kuna Jehovha. Manunura vaIsraeri kubva muruoko rwaJehovha.”

  • Vatongi 20:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Finiyasi+ mwanakomana waEriyezari, mwanakomana waAroni, ndiye aishumira* pamberi payo mazuva iwayo. Vakabvunza kuti: “Tibude zvakare here kuti tinorwa nehama dzedu varume vekwaBhenjamini kana kuti torega?”+ Jehovha akapindura kuti: “Endai, nekuti mangwana ndichavaisa mumaoko enyu.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe