RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Miriyemu muprofitakadzi, hanzvadzi yaAroni, akabva atora tambureni muruoko rwake, uye vakadzi vese vakamutevera vaine matambureni vachitamba.

  • 1 Makoronike 6:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Vana* vaAmramu+ vaiva Aroni,+ Mozisi,+ uye Miriyemu.+ Vanakomana vaAroni vaiva Nadhabhi, Abhihu,+ Eriyezari,+ naItamari.+

  • Mika 6:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Nekuti ini ndakakubudisai munyika yeIjipiti,+

      Ndakakununurai muimba yeuranda;+

      Ndakatuma Mozisi, naAroni, naMiriyemu kwamuri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe