4 Nekuti kana ukaramba uchitadzisa vanhu vangu kuenda, mangwana ndichaunza mhashu munyika mako. 5 Dzichafukidza nyika zvekuti ivhu richange risingaoneki. Dzichadya zvakapotswa nechimvuramabwe zvamakasara nazvo, uye dzichadya miti yenyu yese yemusango.+