3 Usachidya pamwe chete nechinhu chakaiswa mbiriso;+ kwemazuva manomwe unofanira kudya chingwa chisina mbiriso, chingwa chekutambudzika, nekuti wakabuda munyika yeIjipiti uchimhanya-mhanya.+ Chero bedzi uri mupenyu, unofanira kuita izvi kuti uyeuke zuva rawakabuda munyika yeIjipiti.+