Eksodho 13:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mozisi akabva ati kuvanhu: “Yeukai zuva iri ramakabuda muIjipiti,+ muimba yeuranda, nekuti Jehovha akakubudisai muno neruoko rune simba.+ Saka hapana chinhu chine mbiriso chinofanira kudyiwa. Revhitiko 23:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “‘Pazuva rechi15 remwedzi uyu, ndipo pachaitwa Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso unoitirwa Jehovha.+ Kwemazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.+ Numeri 28:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uye pazuva rechi15 remwedzi uyu, pachava nemutambo. Chingwa chisina mbiriso chichadyiwa kwemazuva manomwe.+ 1 VaKorinde 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka ngatichengete mutambo,+ kwete nembiriso yekare, kana nembiriso yeuipi nechivi, asi nechingwa chisina mbiriso chekutendeka nechokwadi.
3 Mozisi akabva ati kuvanhu: “Yeukai zuva iri ramakabuda muIjipiti,+ muimba yeuranda, nekuti Jehovha akakubudisai muno neruoko rune simba.+ Saka hapana chinhu chine mbiriso chinofanira kudyiwa.
6 “‘Pazuva rechi15 remwedzi uyu, ndipo pachaitwa Mutambo Wechingwa Chisina Mbiriso unoitirwa Jehovha.+ Kwemazuva manomwe munofanira kudya chingwa chisina mbiriso.+
17 Uye pazuva rechi15 remwedzi uyu, pachava nemutambo. Chingwa chisina mbiriso chichadyiwa kwemazuva manomwe.+
8 Saka ngatichengete mutambo,+ kwete nembiriso yekare, kana nembiriso yeuipi nechivi, asi nechingwa chisina mbiriso chekutendeka nechokwadi.