Eksodho 20:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Yeuka zuva reSabata, uriite dzvene.+ Eksodho 31:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Basa rinogona kuitwa kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe isabata rekuzorora zvakakwana.+ Iro chinhu chitsvene kuna Jehovha. Munhu wese anoita basa pazuva reSabata anofanira kuurayiwa. Eksodho 35:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Basa rinogona kuitwa kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe richava dzvene kwamuri, sabata rezororo rakakwana kuna Jehovha.+ Munhu wese anoita basa pazuva iroro achaurayiwa.+ Revhitiko 23:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “‘Basa rinogona kuitwa kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe isabata rekuzorora zvakakwana,+ iko kuungana kutsvene. Hapana basa ramunofanira kuita. Richava sabata rinoitirwa Jehovha kwese kwamunogara.+
15 Basa rinogona kuitwa kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe isabata rekuzorora zvakakwana.+ Iro chinhu chitsvene kuna Jehovha. Munhu wese anoita basa pazuva reSabata anofanira kuurayiwa.
2 Basa rinogona kuitwa kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe richava dzvene kwamuri, sabata rezororo rakakwana kuna Jehovha.+ Munhu wese anoita basa pazuva iroro achaurayiwa.+
3 “‘Basa rinogona kuitwa kwemazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe isabata rekuzorora zvakakwana,+ iko kuungana kutsvene. Hapana basa ramunofanira kuita. Richava sabata rinoitirwa Jehovha kwese kwamunogara.+