Genesisi 28:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye akatarisa akaona Jehovha akamira pamusoro pawo, achibva ati: “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichapa iwe nemwana*+ wako nyika yaurere pairi. Mateu 22:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 ‘Ndini Mwari waAbrahamu naMwari waIsaka naMwari waJakobho’?+ Iye haasi Mwari wevakafa, asi wevapenyu.”+
13 Uye akatarisa akaona Jehovha akamira pamusoro pawo, achibva ati: “Ndini Jehovha Mwari waAbrahamu baba vako naMwari waIsaka.+ Ndichapa iwe nemwana*+ wako nyika yaurere pairi.
32 ‘Ndini Mwari waAbrahamu naMwari waIsaka naMwari waJakobho’?+ Iye haasi Mwari wevakafa, asi wevapenyu.”+