RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 28:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Akamupa purani yezvinhu zvese yaakanga apiwa achiita zvekufemerwa* yezvivanze+ zveimba yaJehovha, yedzimba dzese dzekudyira dzaiva kumativi ese, yedzimba dzekuchengetera pfuma yeimba yaMwari wechokwadi, uye dzimba dzepfuma yezvinhu zvakatsveneswa;*+

  • Mabasa 7:44
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 44 “Madzitateguru edu aiva netende reuchapupu murenje, sekurayira kwaakaita* paaitaura naMozisi kuti arigadzire achitevedzera zvaakanga aratidzwa.+

  • VaHebheru 8:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Basa dzvene riri kuitwa nevarume ava riri kufananidzira zvinhu zvekudenga+ uye mumvuri wazvo;+ sezvakangoitikawo kuti Mozisi, paakanga ava kuda kugadzira tende, akapiwa murayiro uyu naMwari: Nekuti anoti: “Unofanira kugadzira zvinhu zvese uchinyatsotevedzera zvawakaratidzwa mugomo.”+

  • VaHebheru 9:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Tende irori mufananidzo wenguva ino,+ uye zvipo nezvibayiro zvinopiwa maererano neurongwa ihwohwo.+ Asi izvi hazvikwanisi kuita kuti munhu ari kuita basa dzvene ave nehana yakachena zvakakwana.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe