RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaGaratiya 3:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Saka Mutemo unopesana nevimbiso dzaMwari here? Kwete, handizvo! Nekuti kudai kwakanga kwapiwa mutemo waikwanisa kupa upenyu, kururama kungadai kwakavapo nemutemo.

  • VaHebheru 7:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Saka kana vanhu vaiitwa kuti vakwane neupristi hwevaRevhi+ (nekuti hwaiva chimwe chezvinhu zvaiitwa muMutemo wakanga wakapiwa vanhu), paizodirweizve kuti pave nemumwe mupristi akaita saMerekizedheki,+ asina kuita saAroni?

  • VaHebheru 7:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Nekuti Mutemo hauna chinhu chawakaita kuti chive chakakwana,+ asi kuuya kwakaita tariro iri nani+ kwakaita kuti zvinhu zvive zvakakwana. Tariro iyoyo ndiyo inotiswededza pedyo naMwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe