Genesisi 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Genesisi 26:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Gara munyika ino semutorwa,+ uye ndicharamba ndiinewe, ndichikukomborera nekuti ndichapa iwe nemwana* wako nyika dzese idzi,+ uye ndichazadzisa zvandakapikira baba vako Abrahamu ndichiti:+
7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
3 Gara munyika ino semutorwa,+ uye ndicharamba ndiinewe, ndichikukomborera nekuti ndichapa iwe nemwana* wako nyika dzese idzi,+ uye ndichazadzisa zvandakapikira baba vako Abrahamu ndichiti:+