Genesisi 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari. Genesisi 15:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Zuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwaYufratesi:+
7 Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu akati: “Ndichapa mwana*+ wako nyika iyi.”+ Saka akavakira Jehovha atari ipapo, uyo akanga azviratidza kwaari.
18 Zuva iroro Jehovha akaita sungano naAbramu,+ achiti: “Ndichapa vana* vako nyika ino,+ kubvira kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, rwaYufratesi:+