2 Makoronike 15:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Saka akaenda kunosangana naAsa akati kwaari: “Asa nemi vaJudha vese nevaBhenjamini, ndinzwei! Jehovha anemi kana imi mukangoramba muinaye;+ uye kana mukamutsvaga, achaita kuti mumuwane,+ asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+ Isaya 55:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+ Jakobho 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Swederai pedyo naMwari, uye iye achaswedera pedyo nemi.+ Chenesai maoko enyu imi vatadzi,+ munatse mwoyo yenyu+ imi vane mwoyo miviri.
2 Saka akaenda kunosangana naAsa akati kwaari: “Asa nemi vaJudha vese nevaBhenjamini, ndinzwei! Jehovha anemi kana imi mukangoramba muinaye;+ uye kana mukamutsvaga, achaita kuti mumuwane,+ asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+
8 Swederai pedyo naMwari, uye iye achaswedera pedyo nemi.+ Chenesai maoko enyu imi vatadzi,+ munatse mwoyo yenyu+ imi vane mwoyo miviri.