Mateu 8:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jesu akabva ati kwaari: “Uve nechokwadi kuti hauudze mumwe munhu,+ asi enda unozviratidza kumupristi,+ wopa chipo chakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.” Mako 1:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 kuti: “Usatomboudza mumwe munhu nezvazvo, asi enda unozviratidza kumupristi, upe zvinhu zvakarayirwa naMozisi kuti ucheneswe,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”+ Ruka 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Akabva arayira murume wacho kuti arege kuudza vanhu, akati: “Asi enda unozviratidza kumupristi, upe chibayiro chaunofanira kupa pakucheneswa kwawaitwa, sezvakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”+ Ruka 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Paakavaona akati kwavari: “Endai munozviratidza kuvapristi.”+ Pavakanga vava kuenda, vakabva vacheneswa.+
4 Jesu akabva ati kwaari: “Uve nechokwadi kuti hauudze mumwe munhu,+ asi enda unozviratidza kumupristi,+ wopa chipo chakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”
44 kuti: “Usatomboudza mumwe munhu nezvazvo, asi enda unozviratidza kumupristi, upe zvinhu zvakarayirwa naMozisi kuti ucheneswe,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”+
14 Akabva arayira murume wacho kuti arege kuudza vanhu, akati: “Asi enda unozviratidza kumupristi, upe chibayiro chaunofanira kupa pakucheneswa kwawaitwa, sezvakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”+
14 Paakavaona akati kwavari: “Endai munozviratidza kuvapristi.”+ Pavakanga vava kuenda, vakabva vacheneswa.+