Revhitiko 16:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Anofanira kugeza muviri wake nemvura+ munzvimbo tsvene, opfeka nguo dzake;+ achabva abuda opa chibayiro chake chinopiswa+ nechibayiro chinopiswa chevanhu,+ ozviyananisira iye nevanhu vacho.+ 1 Johani 2:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+
24 Anofanira kugeza muviri wake nemvura+ munzvimbo tsvene, opfeka nguo dzake;+ achabva abuda opa chibayiro chake chinopiswa+ nechibayiro chinopiswa chevanhu,+ ozviyananisira iye nevanhu vacho.+
2 Vana vangu, ndiri kukunyorerai zvinhu izvi kuti murege kutadza. Asi kana munhu akatadza, tine mubatsiri* ari kuna Baba, iye Jesu Kristu,+ akarurama.+ 2 Iye chibayiro chekufukidza*+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu chete asiwo zvenyika yese.+